Top News

Politics

Local News

Education

Crime and Courts

Business News

Entertainment

» » » » Mr President tinyareiwo!


Kkkk gogo Shuvai Mahofa muri shasha ndibatei ruoko. That was impressive gogo Mahofa! Ndokunonzi kufadza boss ka – Mapombi heard makaita zvinorova paGutu apa – hanzi kufamba musina kana anokubatsirai mukabva mataura makamira zvenyu. Mapombi never knew you can and you are still able to walk alone without even the aid of a walking stick and, again, you can address while standing.
Inga vana Mapombi hatigone kufadza maboss edu shuwa – I mean those guys who give us rotten bananas at Dr Grace Trading Centre uko. At least I should learn to clap hands each time I'm given some rotten bananas because gogo Mahofa vanogona kufadza boss wavo vakomana. Mapombi is very sure President Mugabe vakabva vagutsikana kuti Shuvai kachiri kamhandara zveshuwa. Haa ndibatei ruoko mhani gogo Mahofa kuvhara muri shasha. So munosidherera nhai? 
Anyway, zvagogo hatingazvipedze. Mapombi heard our life President was in the province last week paying condolences to his uncle who died some three or so years ago. Kkkkkk kuzobata maoko kwapera makore matatu? Kkkkkk aaaaah kuchiKaranga hazviko izvi – maybe when the person is in diaspora hake not when one is just 300km away. A 30 minutes flight kana tikada kushandisa chikopokopo. Yes, why not when our Vice President Emmerson Mnangagwa used a helicopter kuenda kurufu rwaSilas Hungwe kwaChivi uko. Haa kutonga kunonaka vakoma. Power is sweet. But Mapombi wish if these Cdes could one day use our roads and see how bad they are maybe they will understand when people say our roads are in a sorry state. People are dying every day in road accidents and Zinara is busy collecting tollgate fees every minute. Kutoudzawo vari panyanga it's a waste of time because language yacho havamboinzwisise since they can fly to any place, anytime. Anyway vangazogona zvemigwagwa here ivo vakatadza kuziva kuti $15 billion yakaendepi.
That was not the case anyway, Mapombi heard President Mugabe was in Gutu last Friday paying condolences to the Masanganise family following the death of Chief Gutu some three or so years back. Mapombi heard the late chief was President Muagbe's sekuru chaivo chaivo – haa Mapombi is a gentleman guys kuvanza handigoni. Ndokunonzi kubatwa kumesoka uku – where were you all along Mr President? KwaZvimba kukafiwa mungaita three years musina kundobata maoko? Sekuru venyu chaivo chaivo? Haa Mr President tinyareiwo!
I know people like me Mapombi zvangu we are not being taken serious mutown umu because of dressing yedu yemamvemve iyi but pamwe tinotaura idi. You cannot tell me kuti sekuru vanofa tozondobata maoko afta three years? Inga basa rinokuwandirai zveshuwa. By the way he is the Head of State, Commander In-Chief of the Zimbabwe Defence Forces, Chancellor of all Universities and First Secretary of the ruling party – yaaah basa rakawanda zveshuwa! 
Anyway, I am a nonentity in this country and no one would listen kumunhu anopfeka mamvemve asi apa makativhara apa. I hope makasiya henyu mari pamakauya and you also managed to campaign since 2018 is fast approaching otherwise zvehukama chaiwo chaiwo handihuoni ini. And you were not even aware that ambuya vakazoshayawo futi – haaa basa rakaoma vakomana. Now Mapombi knows that President is really a busy man and I'm sure that is the reason he also does not know where our $15 billion is? 
Mapombi is sure this is why the President is not aware that our roads are in a sorry state, our clinics do not have medicines and our economy has taken a nose dive. We should understand the President, Cdes. Don't mind that he sacrificed to get time for war vets or his birthday celebrations at Great Zimbabwe Monuments – which is just 100km away from Chief Gutu's homestead. At least Mapombi is happy that vakazowanawo time vakauya kuzobata maoko asekuru vavo.
Mapombi however, has a message for President Mugabe – vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa vakamushora asi dai mambonditererawo. Masvingo is a big province with quite a number of people who are registered voters – please don't take them for granted.  There is no development to talk about in Masvingo; Tokwe Mkosi dam is still under construction since independence and nothing more. People need development and nothing more, nothing less. Mapombi knows that the Mazezuruland – aah inonzi Mashonaland zviyaka, is well developed ndokune zveseka kuno vanhu vachidya nhoko dzezvironda. Mapombi anongokumbira one thing – tinyareiwo!
It's almost lunch time guys let me go ndimbondonhonga chibage chakadonha panjanji apo ndindokanga hangu maputi angu for lunch. If you pass through my home area kwaChirimudombo please tell my relatives kuti Mapombi arimo mutawendi asi ari kukanga waya. Gogo Mahofa muri sei sei. Mboko imboko!Mapombi Adonha


Tel :         +263 39 262 401 
 Website :    www.tellzim.com

He who said it can not be done must not disturb the one doing it!

About Webmaster

TellZim News; Keeping it Real...Committed to Tell Zimbabwe. No 39/40 Hellet Street, Masvingo. Call us on +263 39 262 401 email us on: editor@tell.co.zw
«
Next
Newer Post
»
Previous
Older Post

No comments

Leave a Reply