Top News

Politics

Local News

Education

Crime and Courts

Business News

Entertainment

» » » » » Zimbabwe and her President!



So where are we going? Ndati ndivhunzewo zvangu ini Mapombi. Ndodavo kuziva kuti kanyika aka kakatarirepi? You know what, there are a lot of things taking place in this country. It's happening very fast and before we ask any question, the President is already out of the country. Haa manakigwa nendege mukadai neiko nhai Gushungo.
You know what, there are a lot of things and issues that really demand genuine responses from the man himself bva mungamuwanepiko, he is now globe-trotting, kuita Zienda nemudenga chaiko ivo vari Gushungo zvavo. In am sure dai ari mazuva aya ekunotora mitupo, kkk dai vamwe vavakunzi Zienda nemudenga because yangova ndege after ndege. Anyway, maybe ndozvazviri when you become… chipedzisaiwo moda kuzoti makahwa naMapombi.
Is it true that there is a graduation ceremony for ECD pupils in a certain country near East? Kkkk this is just a question but don't let him know about this event, munganzwa yava phone atobhururuka because these days he does not to miss anything pertaining some fyling.  Mukavaudza hameno zvenyu, he can fly and leave you mega pa conference iyoyika yatinongonzwa ichaitirwa muno iyi. Nhaka zvedu vekutaurisa, gore rino tichaonerera vana Lacoste vacho ne Gushungo 40 yacho.
But excuse me Mr President, ini ndonzi Mapombi straight from Dr Grace's Trading Center apo patinodya some rotten bananas. Ndingavhunzewo zvangu, are you really happy with the state of the nation? Zvakatokunakirai so? Ndimiwo munomboenda kunyika dzevamwe how do you rate our state of affairs? Maybe you will talk about sanctions blab la kkkk but how about corruption? We hear you are a no nonosense person but sei pasina kana umwevo zvake who was arrested because of corruption? Can we buy the argument by some war veterans that you are also involved? Hanzi zvima G40 zvinomanya nemari kkkk. Nhasi zvangu!
But we end up saying this neshungu President, handisini ndakazvida zvekugara muno mumisika umu. Izvozvi ndahwa nekunaiwa, I have no accommodation. Apa gore rino ndo anonzi ma1 chaiwo. My mother down there kwedu kwaChirimudombo is waiting for me to send some money so that she buys mbeu, vangagodii – every mother believes that her child is the best ende futi I don't tell her that I am a destitute here. In her mind, Mapombi lives in town and therefore he is working afterall she remembers the 2,2 million job promise so she is very sure that chero Mapombi akaita munyama haangatadzi kukwanavo pa2,2 million vanhu. I will have to tell her hangu kuti so far kwakangobuda only 2 jobs kkk hameno vakazvibvuma. Apa mbeu inotodikwa because this is a command year! It's now command this, command that and command (corruption). Hapana kana tsanga ye command yakarasikira kwedu, varikupanana pachavo. They are distributing that among themselves and surprisingly, they do it in a broad day light!
Ndakazombovasvikira vachigovana zvavo pahukama hwavo – ko inhema here? It's happening here in town near the National ID registration offices – apozve apo paMudzviti pazvitupa apo. They were not following any guidelines kungotarisa faction wotopa and nothing else. Saka nyika ino yavakutofambiswa nemafactions? This country has been reduced to nothing by these people. Even if you phone the visiting President to assist, he will never give you any kind of advice ..anoiwanepi when he will be busy looking for the next international gathering outside Zimbabwe.
You know that Mapombi haanyari so I will ask a simple question. Kunenge kuchidyiwa here chikafu ku Show grounds because if my memory serves me well, gore rakapera minister wedu was poisoned at a similar event. Saka mbuya Mahofa munovaitira special food yavo here because last year makapotsa mavaurayaka pa Vic Falls apo! This time we propose that you keep Chikoforo chedu kure nezvinokuvadza. Mbuya ava tinovada these days because mazuvano varikurova inonzi cash talk … hatidi kuhwa kunzi mavapazve chikafu chine poison.
But kasi muneshuwa here vanhu imi? Are you really serious that you will be feasting here when the rest of the country is starving? Ngaisiye matambo, ndichataura nemi next week for now regai ndikange zvangu maputi angu for lunch.
Mukaenda kwaChirimudombo mondiudzirawo vanhu kuti Mapombi arikukanga waya!
Mboko imboko!news

About Webmaster

TellZim News; Keeping it Real...Committed to Tell Zimbabwe. No 39/40 Hellet Street, Masvingo. Call us on +263 39 262 401 email us on: editor@tell.co.zw
«
Next
Newer Post
»
Previous
Older Post

No comments

Leave a Reply