Top News

Local News

Business News

Politics

Education

Sport

Entertainment

» » » » » Cde Nhenjana, please go to night school



Iyoyi nyaya yekuswera nezhara ichandionesa zvakawanda or let me say zvakahwanda.
 I am always looking for food in the bins because these days its very difficult to make fire, its raining cats, dogs and Mapombi. This other day I got the courage kupinda mutown straight from Dr Grace's place looking for food and guess what, I went to this restaurant at Liquids.
But Zanu PF so ka, ma1 – hanzi ukatapirisa inokuminya yanakirwa, ukavava futi inokusvipa kkkkkk. Anyway, you are all aware that Mapombi rarely discusses personal or trivial issues on this platform but panodawo kuti tidzoredzane, I will do so. I heard there is a police shefu vanetsa ne new girlfriend or sorry its not even a girl anymore , lets say grannyfriend. Neniwo ndakatoona police uniforms dzichitoainiwa wena, hezvo isu tinenge tichiriktwa nemvura uko vamwe vachipisa rudo patown. The black hat guy I am sure haachadzokeri Harare, ko kuno rudo rwakabatazve. I even tried to go to the Commissioner's church service last week wanike rwurwose nemuchechi, its love all the time , I wished if Jonah Moyo was still living in Rhodhe, ingadai avakuimba new version of Solo na Mutsai, avakutorova shefu vedu vekuenda kuGoogle ava kunotsvaka mhandara yavo pa Vhitori. Kkk harare uchaida yei? I am even informed that some girls, vana vambuya ava vavakutopota vachigara kuPhoenix –Ko nhai vana shefu Makedenge munoregereiko zvakadaro zvichiitika makatarisa? Tsiurai vamwe kani!
Anyway, Mapombi was not impressed by the rumours he heard about Cde Amasa Nhenjana the Zanu PF Masvingo acting provincial chair – I always told you that the guy is not so wise vamwe vakandiitisa nharo. Mapombi rarely mention his educational qualifications but, just for today, will do so that my avid readers can take what I say seriously.
I am a holder of a doctorate (PhD); of course not from UZ. It's unfortunate that Zanu PF made me the way I am today – I was never born a vagrant kwedu kwaChirimudombo uko vaitondiziva kuti ndaivawo shasha before Independence. Anyway, let me not talk about pre-independence otherwise I would remind many people of a better life they used to live under the British operation. Yes, they were oppressed by the British but the oppression, so they say, was far much better than Zanu PF oppression. Hanzi kuEjipita kwaiva nani kwataikanya zvitina neminzwa.
Sorry I had diverted a bit, I was talking about Cde Nhenjana. Mapombi heard the acting Zanu PF Masvingo province performed a Jameh kkkkkkk hanzi dzakati few minutes dzabvuma kuti dzava kusiira Ezra Chadzamira chigaro ndobva dzaita a sudden U-turn and organized a press conference reversing the statement he had made early and insisted that he will remain at the helm of the province. Kkkkk vana Nhenjana vangu iwe nxwii nxwii nxwii.
But ndiwewo wadii kana vakuru vako vachiti handiende? You have just joined the handiende mandra in Zanu PF. The only difference, however, is that some are more intelligent and they do it in such a way that the opponent is viewed as the aggressor. Zvamakaita izvi ndozvechidofo Cde. The honesty truth Mapombi would tell you is that decision was not so wise to confirm that you are handing over the chairmanship to Chadzamira and suddenly you claim the position back - not even in Gambia you were not going to succeed – o-oh naYayah Jameh ndokupikira kudai waisambopadzoka pachigaro ichochi.
Anyway, Mapombi is a good guy, in fact a very caring one who want to give you a sisterly advice – endai kuchikoro Cde mumbondoti dzidzeiwo chero night school zvayo so you can at least improve your reasoning. You are being used nana Jeppy but kana zvaoma vanotiza. Wake up Cde – go to night school. Even a Grade 7 certificate will be much better.
Yes, it's good that you are a boxer at least you can protect yourself kana tasvika pafight but kana tasvika panoda kushandiswa njere munopinda busy Cde. Please just try to correspond chero mukatangira paMujena Primary mozoenda henyu paRudhanda High zvinotofamba. Never say I did not give you advice Cde!
By the way, I heard the CEO is back in the country and preparations for his 21st February Movement Birthday bash are at an advanced stage, with Masvingo province already having Bikita West as their present.  Mapombi wishes you a happy 93 – rambai muchingotonga vanhu  Gushungo. Ko ndimi madii when you are surrounded by cowards. Julius Malema made it clear kuti President Mugabe is surrounded by cowards kkkkkk Mapombi akaisvozvitaura kudhara vamwe vakati ndiri murwere wepfungwa. Kupfeka mamvemve hakusi kupenga vakomana.
Anyway, it's almost lunch time now. Let me go ndindokanga hangu maputi angu for lunch. Mabanana haachaore zvekumhanya these days nenyaya yekunaya kwakuri kuita so ndiri pama1 chaipo. I am still looking for accommodation Cdes mukanzwawo pane imba musandikanganwa please.
Mapombi heard Mphoko donated two incubators kuBikita recently hanzi madzimai akavava kuti ko huku dzacho dziripi? But this guy ka chokwadi kufambira kuzopa vanhu incubators? The whole VP kuita project yehuku vamwe vachiita command agriculture kkkk unotoona kuti zvatosiyana - chete zvoto zvina mazera. Uone kuda kutozongwara ngwarawoka kkkkkkk tikwanirei apa tingamirira kupiwa zvitiyo tichitadza kuenda kuCommand Agriculture. Mboko imboko!mapombi

About Web Master

TellZim News; Keeping it Real...Committed to Tell Zimbabwe. No 39/40 Hellet Street, Masvingo. Call us on +263 39 262 401 email us on: editor@tell.co.zw
«
Next
Newer Post
»
Previous
Older Post

No comments

Leave a Reply