Top News

Local News

Business News

Politics

Education

Sport

Entertainment

» » Ngwena finished, Mapombi smells ‘Bhora Musango’



Hehehe-eda-a hurii seka zvako Mapombi of the unknown totem; politics dziye dzonakidza manje dai uri muchero ndaiti wonakira kukuva. But even with politics you never know maybe these are the signs of the end. Mind you President Mugabe talked about the biblical Judas Iscariot!
But Mapombi never thought Grace is that powerful; or is it Mugabe who is powerful? Whoever between the two is very powerful zvekuti chero akati ifa unomuka wakafa mangwana chaiye. Yes, I hear a lot of people saying only God has the powers to take one's life but Mapombi will never agree to that.
Mapombi never thought a whole minister can wake up jobless one day atongovawo munhu zvake. I never thought Grace, oh I mean Mugabe, can be that cruel. I cannot imagine that Prisca Mupfumira and Tshinga Dube are no longer ministers. It means no more allowances, salaries and other benefits for them – vakomana kusiya hupenyu hwema coupon epeturo nekunaka kwahunoita vakomana.
Hupenyu hwekurara muhotera apa wondokotsira futi muCabinet macho imomo kkkkkkk kalife kemaboss zvakanoita so.
Anyway, the cabinet reshuffle by Mugabe early this week is an indication that Team Lacoste faction is powerless. In fact the reshuffle was just meant to send a strong message to Vice President Mnangagwa and his supporters that hamusi chinhu. And for sure Mapombi would want to agree kuti havasi chinhu at all.
At least those who used to take Mapombi for granted when she monotonously said Mnangagwa haana kana power vachiramba they have now seen the light. The man is just nothing sezvakataurwa naGrace. Kkkkkk hanzi anoita bambazonke kana tasvika panyaya dzemadzimai hanzi Tsvangirai akange nani.
But the game is becoming more dangerous; the demotions and promotions by Mugabe are factionally motivated. It's now clear that Mugabe does not like Mnangagwa to take over from him. Mnangagwa has become another victim of Mugabe's long history yekumaka maKaranga kubva panguva yanaZvobgo chaiyo.
Mnangagwa has done nothing wrong at all but anofira iyoyo yekuti muKaranga period! And there is no doubt that G40 yazoenda nechinhu ichi zvino. If one is not G40 then forget about contesting to be an MP come 2018 because you will not win primary elections. I can foresee a situation where only very few constituencies with Lacoste cdes being contested at Zanu PF primaries, the rest ane G40 kungoitira chaibvira mumba.
But Mapombi is seeing a repeat of 2008 next year. In fact, not a repeat of 2008 but, worse off situation where Zanu PF will be trounced. Mapombi is very sure Lacoste is frustrated and the reshuffle by Mugabe early this week was the last nail to the coffin. Kuchaitiwa 'Bhora musango' inotyisa. By the way those from Lacoste faction no longer call it 'Bhora Musango' hanzi yava kunzi 'Bhora Mudziva'. Eheka mudziva ndomune garwe zve kkkkkkkk politics dziye dzonakidza vakomana chete dzandiwana ndakura mhani.
With the way Mnangagwa loyalists were dismissed and demoted this week, only a fool can continue fooling self that Mnangagwa still has chance of taking over from Mugabe ngamuke andobika doro ati ko mudzimu wandirasirei. Hapasisina chembwa apa vatenzi vararira mutakura!
Mapombi can also smell danger for Chiwenga and other service chiefs. I am sure Happyton Bonyongwe (CIO director general) will be used as precedence next year kuti vakomana chiuyai kuno kugovernment tikutsvagirei zvekuita uko tiisewo vechidiki; mind you Mugabe once talked about it this year kuti hatizokuraseika maservice chiefs kana masvika retirement age tinozokutsvagiraiwo zvekuita kugovernment kuti musafa nenzara.
I am sure Chiwenga is next and ndopamuchaziva kuti munhu ane power kuZanu PF yese ndiMugabe chete chete. The rest are surviving on borrowed powers manje muridzi wesimba ava kuda simba rake kkkkkk. But yaChinamasa ndoyakazonyanya vakomana from Minister of Finance to minister of cyber security what what kkkkkkk at least atozonyarwa akagadzirirwa kaministry kematandanyadzi.
Mapombi never felt sorry for Mnangagwa after the reshuffle because I had warned him several times but akaona senge ndinotopenga. Now Mnangagwa was, too, stripped off the Justice ministry ikapiwa Bonyongwe bambo vangu sare vava and that should tell him kuti kumberi kurikuendwa hakuna kumira mushe.
But it's fun that the very things Lacoste was part of when they masterminded the ouster of Joice Mujuru in 2014 are now haunting them and they are also going down the same way.  But going down without giving a fight is really a sign of cowardice. May the real men stand up please.
It's almost lunch time, let me go ndindokanga hangu maputi angu for lunch ndizvidyire. Hameno vanga vajaira hupenyu hwema coupon nekurara mumahotera vachidya chikafu chakanaka ndivo vangatoita BP isu vana Mapombi kana kumbokendenga. As long as I get rotten bananas nemaputi ndatova bhoo. Kana tingatozodyawo ice cream bva musi uyoyo ndopandinototi Mwari wadzuruka kubva kudenga.
But before I go, Mapombi want to ask something; how many of you think Mphoko was the one who wrote that press statement last week? Can you show by raising hand please? I am not seeing any hand up – I thought as much. About who I suspect to have written the presser I will leave it for another day. Hey ndikwanirei imi – I mean imimi muri kuzevezerana muchiti Prof, Prof. Professor vadii ipapa pachinhu chakanga chakangoisiwa signature yaMphoko. Imika. Mboko imboko!mapombi

About Web Master

TellZim News; Keeping it Real...Committed to Tell Zimbabwe. No 39/40 Hellet Street, Masvingo. Call us on +263 39 262 401 email us on: editor@tell.co.zw
«
Next
Newer Post
»
Previous
Older Post

No comments

Leave a Reply