Top News

Politics

Local News

Education

Crime and Courts

Business News

Entertainment

» » » Mapombi wants to be buried at Heroes Acre!!



Mapombi is on walking all the way to Harare Cdes. As I write this, I am approaching Fairfields, slow but sure. Handingasaririwo pakadai. Nyika yogwadza iyi ahh. By 16 August ndendavamo muguta guru ndobatana nevamwe kkkk. Asiwo kurobwa ndotya heyi, matsamwire anga akaita Mrr Ibu Matema Log aya haajairike kkk. Hanzi hamumbofi makaenda mumugwagwa, mukaenda vakomana vanopedza nemi kkkk inga zvakaoma. But Mr. Ibu was making a lot of sense I see,  Zanu PF chiwororo, haivhunditsirwi nezvekutungana kwembudzi. Anyway I pray that the deamo will be a success.
I also pray that there will be no violence and a repeat of August 01 and January 14 because that would be bad. I also hope Chamisa and his lieutenants will be there through thick and thin. Kana ndikavaona vasiri mberi ndinodzoka kkkk, ahh ndofirei zvangu. Better ndingoita zvemazuva ose zvema banananakaora nemaputi kkkk.
But honestly speaking guys nyika yadhakwa iyi. Haa ini ndagwadziwa ini, ukaona munhukadzi akaita seni oshaya kana matennis mugumbo woziva kuto zvaoma. So I am eager to see change, change through dialogue, change through whatever means. Zimbabwe has suffered long enough and people are hungry to follow anyone who comes with an idea of change. Ndosaka takaitiswaka gore riya kkk. Zhuwao vakanga vaonenera, hanzi vanhu maitiswa nevakomana, marching in the streets for what we did not know. Takafarira n’anga yakazobata mai.
Asiwo Mr. Ibu kutyisidzira kwacho mozonyaya. Hamuchadi kuti vanhu varatidzire shuwa Cde? Saka kuhondo makagoenderei kana kodzero dzmairwira dzacho makuramba nadzo. Matema Log usadaro iwe. Your eagerness to attack the opposition betrays the fear that abideth in you, as it is rightly said that the loudest noise comes from empty vessels.
Ko yandazohwa nevakomanana veMDc ke kkkk kwhai Chamisa ukatiraisisa touya totaridzira kuHarvest House ikoko tombosiyana naDambudzo atitambudza hake sezita rake kkkk. Be careful young man, wakabvutira Tokozanu chinhu chayo uchiti you are the better option, now show some leadership or else unopabva kkkk. Biti naSikhala varipo, after all they seem to be more daring and fearless than chikomana chekwa Gutu ichi. Chikasangwara naichowo chichabvutirwa sekubvutira kwachakaita vamwe kkkk.
My warning to Chamisa is, please show some effective leadership man. People have other things to do than kuramba tongoita zvema demo izvi. Chinhu chinoda kuitwa kamwe chopera. Chakachenjedza ndechakatanga vakomana. VaTsvangirai, may he rest in power, led some of the biggest peaceful demos against Mugabe asi chakabuda hapanaba imi. People got tired of the same strategy, ko tinotsvirei hedu netea isina sugar kkkk.
Asi iye mudhara Bob ari seiko? Iii chisingaperi choshura shuwa, inga musoro wegudo uya zvawava chinonokoro nhai. Whoever imagined that such a pompous man will one day be humbled? I heard he does not want to be buried at the Heroes Acre softer the demo, I will go to Munhumutapa and seek audience with ED. I want him to allow me to take the Heroes’ Acre space that had been reserved for Uncle Bob. I believe I have done more for the country through this column than what many who lie there have done combined. People have laughed, learned, reflected and discussed many issues due to what I write here. Am I not a hero then?
But if government was caring, it would ferry us in Zupco buses for the Harare demo. Kwakupisa uku, ndinosvika rini kuHarare apa I have no food, no water and no blankets. Asiwo Mr. Ibu so ka, hanzi hatidi vanhu vanonyumbwira setsvina kkkkkk. Chimurume chinodada nekutungamira masoja ichi. Kutoseka tsvina yana Mpaombi zvake. He thinks being a deputy minister of Defence is having it all in life. Let me tell you something iwe Matema Log. Soldiers are people too and they are suffering in the same way as Mapombi. Sometimes I feel pity for them when I see them vachigurira netsoka nekuChitima kwandogara nekuti mari havachakwanisi kukwira zvipipipi. Kudenga kuna Mwari uko.
Then wonzwa Togarepi achiti heeee tinopedzerana kkkk, unoda kupedzerana nani nhai mudhara anenge youth kkk. Why do you defend chinhu chaora? Kana nyika ikasununguka shuwa uchashaiwa kuti wogarepi iwe! Hamunzwiwo kunhuwa kwacho seiko? Chamisa must learn from this. Kana uchirohwa this time rohwa shamwari ndokuti zvifambe. Haungaedzi kubudusi garwe mumvura and expect some merry-making.
Mapombi is also angry at this guy anozviti Sir Wicknell Chivhayo. This guy blew millions of American dollars for the Gwanda Solar Project but hapana chakaitwa. Akangovaka two cabins chete imwe mari kwakutolaza zvake. Ikozvino Chivhayo is exercising and training martial arts hanzi if anyone asks me about the solar project money I will slice them with round kicks kkkkkk nesaga redumbu iroro round kick ingapabuda here. But vanhu veZimbabwe hatina hasha chokwadi. Ndikazvifunga ndoendawo kudemonstration ini haaa Chamisa is right. Tinosvikepi varume. Ikozvino matollgates akakwira takangonyarara. Maybe takabviswa chinoiitisa hasha chacho.
I have talked enough let me go ndinokanga hangu maputi angu for lunch but I want to let Chamisa know that Mapombi is walking to Harare to demonstrate against increase in the prices of fuel, tollgates, condoms and bread. Besides, most of these items are in short supply ende tanenta nemitsetse. I am sure even Mphoko will be there in Harare with me. He has also hit hard times because ED refused to process his pension benefits kkkk.
Mthuli Ncube uri kugona basa wena. Tiri kukanga maputi zese newaya imi zvenyu muchidya nekunwa patafura yamambo. Mboko imboko!





About TellZim News

TellZim News; Keeping it Real...Committed to Tell Zimbabwe. No 39/40 Hellet Street, Masvingo. Call us on +263 39 262 401 email us on: editor@tell.co.zw
«
Next
Newer Post
»
Previous
Older Post

No comments

Leave a Reply